Destiny TV
Destiny Media Group (DMG) (incorporating NewZimbabwe.com) is a diversified information and events management business involved in the creation and distribution of world class and multi-genre content across all platforms from news and current affairs, to entertainment and sport.
We pride ourselves in giving our audiences autonomy and ensuring that they can can engage with our content wherever they are in the world, at any time of their choosing and using platforms and gadgets of their choice.
For Zimbabwe News You Trust visit our website www.NewZimbabwe.com
Like our page on Facebook | New Zimbabwe.com
Follow us on Twitter and Instagram | @NewZimbabwecom
"Tiri kudzoka tisina chinhu ku touchline, Varume vakuda ma2K" - Pfambi dzochema chema
Mwana akaremara nekuti handina kubatwa mushe pandaka sunungukira kuSA vakati maforeigner munonetsa
Hopely: Vanhu vemunharaunda vakaona mwana wangu vanondibvunza kuti ndomuchengeterei
Blue dam: Every year panofa munhu hanzi munenge mune njuzu
Kambuzuma : Murume akashaikwa 3 days owanikwa akayangarara mudhamu
Epworth: Baba vakaenda kubasa ndokuendera zvachose vakandisiya ndichigara mumba musina window
Mai vakabatidza gas, vachibva vatsva muviri wese
Vamwene vakanditi usauraya mwana ndakupinda mulabour nekuti ndanga ndaita mamiscarriage akawanda
Mwana ava ne seven years asi ndirikushaya mari yekumuendesa kuscan
Chitungwiza,"Ndambunyikidzwa kupinda mumota ndikanzi withdraw case ya Bla Matsotsi nevamwe varume"
"Vanhu vanonditi ndinopenga nekuti ndinopfeka mafibre muviri wese" - Catwell Kutsi
Westhood: Mbavha dzakaba dzikasiya dzapisa imba
Hutano hwangu wavakunditadzisa kunyatso chengeta mwana wangu
Ndaifanira kuitwa operation asi pachipatara pakashaya anoisa chiveve ndikazozvhara mwana anehurema
Stand with mothers raising children with disabilities. Their love deserves support.
Mai Chisamba "kuzviuraya kwevana vadiki makuna kuna" Chenjedzo panyaya yekuzviuraya kwevana vadiki
Glenview: Ndakanzi ndiende kuno reurura zvandakaita kuti mwana wangu afambe
Tete Tilder vochema shamwari yavo yakafira mutsaona yebhazi rakauraya vanhu vemuZimbabwe ne Malawi
Dzivarasekwa :Mukadzi akarohwa nemagetsi achibva afa ari pakati pekuzvibatsira panze
Budiriro: Murume orohwa nemagetsi zvakare achibva afira ipapo achigadzira firiji
Epworth: Mukadzi odhedha murume nebanga kusvika matumbu abuda panze
Love Triangle : Murume ourayirwa mukadzi wake kuChitungwiza
Mbare: Mwana akawirwa ne tombstone achibva afa
Budiriro: Mukomana wechidiki orohwa nemagetsi achibva afira ipapo, vagari venzvimbo iyi votaura
NYATSIME | Madzibaba vombunyikidza vanakomana vachivabata-bata nhengo kumasowe
Harare Gardens: Vaviri vofa mushure mekunge varumwa nenyuchi
Handina mapumper ndinotopfekedza mwana maplastic asi anomupisa
Ndakaponeswa nekuisa ruoko, banga raBla Matsotsi raive rakananga padumbu chaipo apa ndakazvitakura
"UK yatinofunga neyatinozonoona yakasiyana ini ndakapotsa ndazviuraya"
Kuwadzana: Mhuri yekufirwa nevana vaviri yopihwa stand