Bhozhongora (Topic)
This is not Bhozho official channel, Contact Bhozhongora on 0771 545 025 // 0736 263 536
Akafa akaitirwa weti neMukadzi wake akamuka // Update yemhen yakarova chisimbi cheKanzuru (28 Nov 25
Mheni yakarova simbi yekanzuru // Akatiza Mukadzi akaenda kunobata Mbudzi chibharo (27 NOV 25)
Imbwa yakabuda yakaruma chikwama chababa paRufu // Ticha akupenga akurova vana veChikoro (26 NOV 25)
Chikomba chakasiya wallet chabatwa nchiri mumba // Murume akarohwa nemheni yakatumirwa (25 Nov 25)
Muporofita kuita bonde neMukadzi wemunhu Murume wacho akatarisa // Muroora akafa neBP (24 NOV 25)
Update yeChitunha chakakosora mucoffin // Muporofita akamitisa mukadzi wemunhu (21 NOV 25)
Vakadzi kufumurana paChibhorani // Vanakomana vakanzi naBaba musauye parufu rwangu (20 Nov 25)
Chikomba kunwira mushonga Mukadzi wemunhu // Update yeMukadzi akazvara zai rehuku (19 NOV 25)
Vakabatwa vachiita bonde paBed pemufi // N'anga dzakaratidzana masimba padoro vana vakafa (18 NOV 25
Chikomba chinoita bonde neMukadzi wemunhu, Murume wacho akarara pasi achirwara (17 NOV 25)
Nyaya Bhozho yekuvharwa Grocery😂 // Amai nevana vavo 6 kutanga kupenga parufu (14 NOV 25)
Ambhuya kuita 3 yrs vari Mukadzi weMukwasha // Update yaBamunini vakatiza neChitunha (13 NOV 25)
Bamunini vakatiza neChitunha parufu // Muroora anobuda paanoda achidzoka paanoda (12 NOV 25)
Vamwene vanochinja kuita mupurwa // Murume akazvisungirira akavigwa nezvinhu zvake zvese (11 NOV 25)
7 Vaskana vepaTouchline vane nhumbu // Amai varikupenga paGuva reshamwari yavo (10 NOV 25)
VaMwene kubatwa neChikomba mumba meMuroora // Vakwasha vanotadziswa kuita bonde naBaba (7 NOV 25)
Akaba bhutsu & haisi kubva mugumbo // Huku yaikandira Zai reBlack kuHwange (6 Nov 25) repeat
VaMwene kumuka vakagerwa musoro // Akachengeta mimba isiri yake akazotorerwa Mukadzi (5 NOV 25)
Murume ane 43 years kuyamwiswa naAmai // Bishop kubatwa neMukadzi wemunhu vachiita bonde (4 NOV 25)
Mukwasha aipfimba Ambhuya vakaramba kuti mwana aroorwe // Mbhuya kuuraya vanhu 7 (3 Nov 25) repeat
31 October 2025
Baba vakaitira weti paChitunha // Gunnerz na Gweja kusangana mumba meGirlfriend (30 OCT 25)
Mukadzi kuramba kuti Murume abvise Roora // Mufundisi anokonzera kuti vana vadonhe (29 Oct 25)
Baba vanorambidza vanhu kuchema parufu, pakazoita mashura vanhu vakurwara (28 OCT 25)
Mukwasha akasiya tsamba yakashamisa vanhu // Akazviuraya nekuti Mskana wake akatiziswa (27 OCT 25)
Musikana akaita bofu after avhura Firiji yaBoss // Update yaBaba vaiSenda mutezo kumwana (24 OCT 25)
Bamunini kupfimba Mwanaskana // Vakaba mwana vakapihwa $400 // Akabaya murume nebanga (23 OCT 25)
Mwanakomana anogezera pachivanze Vabereki vakatarisa // Mwanaskana kunanga Amai huroyi (22 OCT 25)
Murume anobata zvipfuyo chibharo // Akatizira mumba maSabhuku asina kupfeka (21 OCT 25)
Madzibaba kubata mutezo yevana vadiki kusvika varasa mbeu (20 October 2025)