Jolaz TV-FM Audio 07:30 PM
Nhau dzeShona dzinowanikwa pano dzichibva munyika nekunze kwenyika.
Vanhu veZanu PF musatambe nepfungwa dzedu ibvai ipapo tava kuda President mutsva
Zanu PF yokurudzirwa kuti isawandire mukutengera vanhu maChicken inn!
VP Chiwenga vayambira VaChivhayo naVaTagwirei kuti vasangonyuke kunge vanhu vemaDrugs!
Bato reZanu PF rinomutsa rimwe sangano idzva reMasowe 4ED
President ane achiita zvehuori munyika yake anofanirwa kubviswa neCoup
Guhwa riri kubva mubato reZanu PF riri kuti VaTungwarara vavakupinzwe muCentral Komiti yeZANU PF
Nyaya dzezvematongerwo enyika naBaba Chinogurei
Ndicharamba ndichingozvitaura chete kuti hapana zvisvinu zviri kuitwa naVaMnangagwa
VaJimmy Kunaka avo vaitumwa neZanu Pf kurova vanopikisa varipanguva yakaoma neZanu PF
Zviri kuremera kurutivi rumwechete setsvimbo muZanu PF panyaya yechigaro chaVaMnangagwa
Zanu PF inoziviswa kuti haisi kutenderwa kusvika pedyo nemutumbi waVaMwazha
Muzvinabhizimusi wekuGweru anoponda mudzimai wake!
The President of Guinea is under house arrest after trying to rig the election!
Nhengo yeparamende yokurudzira kuti Hurumende ipasise mutemo wekubvisa nhumbu
Mudhara asinganyare oti anonzwira shuga muzukuru wake ane makore 12 okuberekwa!
Kufa kwaVaMwazha nekumuka kwavo kubva kuvakafa, nekuzofa kwavo zvachose!
Jolaz TV-FM nhau dzeAudio
VaChamisa vozivisa nyika kuti havasi kuAmerica, varimo muZimbabwe!
Nhasi mumwe anorara achitiza mubato reZanu PF
VaChiwenga vanoperekedza VaMnangagwa kuAirport vakapfeka patya dze-coup!
VaMutsvangwa vodhonzeswa tambo muZanu PF, nevamwe vavo, zvichiratudza kuti vanhu varikuda VaTagwirei
Inzwa zvaudzwa VaNelson Chamisa, maringe nekusunungura nyika vachishandisa pfuti kwete bhaibheri!
Vakuru veZanu PF vava kurambwa vese vachinzi hafi vakaendesa nyika kumberi
Chitunha chaVaMwazha chatanga kunetsa vanhu munyika chisati chavigwa!
VaPaul Mwazha vapihwa ruremekedzo rwegamba renyika naVaMnangagwa
VaGeza avo vari kutsvakiwa neZanu PF vanonzi kumwena kwavaifungidzira kuti vakahwanda havako munyika
Vakarwa hondo voudza VaTagwirei kuti ngavagare nemari yavo!
Hondo inotyisa yatanga mubato reZanu PF VaMutsvangwa naVaTagwirei vachirwira chigaro chaVaMnangagwa
VaPaul Mwazha vashaika
VaValerio Sibanda basa ravo rapera kuchiuto vachinzi vachemberisa!