Confessions with Mercy
Confessions and Secrets with Mercy & Confessions is a safe space for Zimbabweans to share their real-life stories, secrets, and confessions anonymously. 🗣️✨
Here, people open up about their lives, relationships, struggles, and experiences without fear of being judged. Everything is posted anonymously, and the community in the comments can give advice, support, or just share their thoughts.
It’s all about real stories, real people, and real voices from Zimbabwe — raw, unfiltered, and straight from the people
We talk about topics (relationships, regrets, secrets, heartbreak, redemption) and more. “confession stories Zimbabwe / confessions / secrets / testimonies / real-life stories.”
Mashura akaitika pakafa baba vekuRushinga part 1, Sorry Jay pain yakandipusha,waipedzerei nguva
Kuurayiswa kwakaitwa baba vangu nehama dzavo,ndine bundu mumoyo.Kuromba gone wrong I got scammed 2
Mai vangu vachandiurayisa nekuda zvinhu,Havana kana basa neni
Hubby betrayed me,Zvakatangira pakusauya kusauya kumurooro
Ndikuchengetesa murume wangu Mwana asiri wake, babydaddy akandimitisa akundipa mathreats
Mashura akaitika pakuvigwa kwaAmwene part2.My troublesome baby Daddy oda kuparadza mereji yangu
Ndiye akandichinja Moyo,ndikamuvhurira hombe, Silent Revenge/Emotional Payback
Mashura akaitika parufu rwavamwene vangu part1,Ndikaurayisa Mwana wangu zvino ndopfukirwa
Barika:Murume akagochwa nhengo nemafuta namaiguru,ndangopusa.Vakadzi hatina zera navo
Ndakapotsa ndaurawa nemakorokoza paChegutu nekurohwa,Atete vangu vakaworesa chibereko ndabhinywa
Zvakatangira kuDaycare,zvichikonzerwa nagogo vaimuchengeta,Amai makadarirei
Amwene vangu vanedrama,My son is depressed bcoz baba vake havachadi kutaura naye since vakaroora
Kuromba kwangu kuLIMPOPO nenyoka, ndatambura.Ndakagadzirira Amwene size inokwana p1
Bhebhi rangu repaRuzevha rakandiorora, ndakadyiwa Mari ndikarambwa pachena
Ndiye akanditanga,akandichemedza manje tichasvitsana kumapena, Emotional Payback/silent Revenge
Ndiri muroyi,ndakadya Vana vangu nagogo nemasiblings/Ndikudzidzisa bhangu chidzidzo
Ruchiva rwakandiparira,mari yaive muwallet yembinga yakachinja kuita nyoka, Vamwene vandionesa hora
Zvakatangira kuSleepover,ndave kukungura part2,ndave kukwirwa ndivete nezvandisingaone
Hurombwa Gone wrong,I got scammed,Mukadzi wangu opfuka
Mahorror andakandoona kuSleepover part 1,ndakuvatwa nemaspiritual husbands
Ndakaromba ndochinja kuita mhuka
Ndakamudyisa tsvina yangu, andibvisisa mimba yangu,achindirovazve/ndakadanana nemunhu anemanyepo
Ndakaroora kaDrone,ndakazvicherera gomba.Ndakarohwa nemuNdebele,I regret kudanana naye
WhatsApp Audio Confession yemukadzi akascamiwa Mari zhinji, through magroup ewanano,needs help
Ndakarombera Chigayo,ndikaurayisa Amai nekusaziva
Ndakadanana naSatan nekusaziva
Ndakapumha mukadzi wangu huroyi,ndikamudzinga,ndichida kumbofara
Ndakaurayisirwa mwana wangu nemanurse Ari ignorant paKwekwe general hospital
Ndakaura nechipoko chemukadzi wandakatorera murume,ndakamupfuhwira
Kuromba nehurume hwangu kuMozambique part 2