GHETTO TV ZW
PLEASE SUBSCRIBE TO OUR YOUTUBE CHANNEL. IF U HAVE ANY STORY OR INFORMATION THAT U WANT AND IF U NEED HELP PLEASE CALL 0777756731 AND WHATSAPP
Mukadzi wekuponda MWANA wake uya inzwai mutongo wake 😭😱,Mabhidhiri otika pama sowe Ose Afumurwa 😱😱
MUROYI Awanikwa masikati machena achimwa Ropa 😱😱😱 uye nekuuraya vana vemuroora vake ZVAKAOMA 😭😭😭
Mashura 😱 mukadzi wekufa achizvara ava konzera zvakawanda,mushure ataura zvekudyiwa kweMwana wake😭
Zvoshamisa😱 Mapostori AMWAZHA vorwisana pachurch MWAZHA asati avigwa pamusoro pekuda pfuma nezvigaro
Zvakaoma😱 Murume anogara neCOFFIN mumba,hama dzopera kufa kusvika zvidhoma nemaCOFFIN zvabuda panze😱
Mhondi dzekuuraya munhu nepfuti😭,dzazobatwa.chikwambo chabuda masikati machena chikaonekwa nevanhu😱
Nyoka yandinayo inorutsa mari yandipandukira,ndakapihwa uri mushonga wekuti basa rangu rifambe 😱😭
Mukadzi wekuponda Mwana wake chokwadi chimwe chabuda kuti anorova nemurume wake😱,azotongwa MuCOURT 😭
Mhondi dzauraya munhu kubva KuSOUTH dzakatiza kuuya KuZimbambwe,Chitunha chazomuka chiripamba 😱😭
Funeral yaCOMIC jnr 😱😭 zvataurwa zvose zvakaita kuti Afe zvarwadza vanhu vose 😭😭😭😭
COMIC ELDER vafadza Nyika yose mushure mekutengera TANAKA SOSORA motor work mate yake 😱
Mashura mudzidzisi nemubereki ovana pachikoro mushure mekutorerana varume kusvika vasungisana 😱😱🤷♂️
Breaking news😱 Mutumwa WaMWARI PAUL MWAZHA weAFRICA VAFA Nhasi zvinhu zvarwadza NYIKA yose 😭(RIP)
HULENGENDE and MALOT vobatsirana kurova DJ levels mushure HULENGENDE atuka LEVELS nenyaya yaSHASHIL😱
NDAKAROMBA KUTI MABUSINESS ANGU AFAMBE ASI NDAVA KUBUDA HONYE 😱🙆♀️ EVERYDAY MASHURE NDAVA KUHURA 🤭
Zvashamisa 😱😪Bybit musikana uya wekunoroorwa NAMADZIBABA Aenda kunotorwa naAMAI vake kumurume 😱😭😭
Bybit Onyadzisa Nyika yose,mushure chokwadi chose chabuda pachena kuti Anga Akaroorwa uye ane Mwana😱
Hondo yaNDUNGE YUT naTINASHE MUTARISI 🙆♂️😱 Yazosvika pakaipa NDUNGE YUT otaura zvinotyisa 🤦♂️
Munhu akasungisa Prophert magaya ataura zvinorwadza,😱T GONZI avakutaura ZANU PF musicians ose for ED
Mashura 😱😪 Ndrikuitwa mubobobo nema Landlord vangu uye vanondityisa neMazizi nenyoka dzavo2😭😭😭
Chokwadi chazobuda pachena😱😱PROPHET MAGAYA vazofurwa naPROPHERT MAKANDIWA,vachitaura ndizvo zvanoita
CHIITIKO CHINORWADZA Zvakanyanya 😱😭 kuKARIBA pane mukadzi akauraiwa neNZOU Achienda Kuchurch 💔💔
Musikana akadenha akazorohwa zvakaipisisa PRECIOUS otsanangura nyya inorwadza yakaita asiye chikoro
Zvishamiso 😱, Ndava nemakore ndichibuda mvura neHonye pasikarudzi yangu😭😭,kusvika pakusungisa hama
Zvishamiso 😱 Pamba paJINIMBI pawanikwa over $ 500000 pasango,MADUNGWE Votaura about nyaya yaMAGAYA 😥
Zvarwadza 😭Tsaona yaitika nhasi Kuwadzana pamagetsi Bus radonha vanhu vakuvara zvakaipisisa 😭😭
zvinotyisa 🙆♀️😱 ndinorota baba mukuru vangu vachindiyamwa pandinomuka ndinotanga kubuda Mvura 😱
MuCHINESS opinda pakaoma 😪 mushure mekumitisa musikana ndokuramba nhumbu achiti nhumbu hais yangu 😱
Prophert Magaya vopupurirwa Uebert Angel otaura kuti vakanyeperwa😱 sei musikana akatadza kudaidzira
Chokwadi chose chazobuda 😱😱 pachena prophet magaya vazofumurwa nemusikana, ataura zvose zvakaitwa🤭