Nyasha Ndedzako by Francis Hawu Juma X Melania Munodawafa
Автор: francis hawu juma
Загружено: 2025-06-10
Просмотров: 233810
Welcome to the extol season.A time of lifting God's name up high.Nyasha Ndedzako is an affirming message to all of us that His grace is sufficient.The closest way to our answers is prayer
-Produced by Alpha Dhapi
-Arrangement by Francis Hawu Juma, Alpha Dhapi, Norman Deeds and Rev Paul Gwese
-Composed by Francis Hawu Juma
-Backing vocals by Sharon Chisha
-Lead guitar by MozySolidGrace
2025 Production
Ndauya kuzokusimbisa mudzimai
Usambotya hako kana kuvhunduka urimubato wemaoko ake wakatengwa nemutengo unokosha nyengetera urimwana waMwari
Usambotya hako kana kuvhunduka urimubato wemaoko ake wakatengwa nemutengo unokosha namata iwe urimwana waMwari
Kuwadzana Kuwadzana Nyasha ndedzako wakakomborerwa pakunamata
Kuwadzana Kuwadzana Nyasha ndedzako wakakomborerwa pakunamata
Vamai vamai
Nyasha Ndedzako wakakomborerwa pakunamata pakunamata
Zvikaremawo wonamata
Nyasha Ndedzako wakakomborerwa pakunamata
Kuwadzana Kuwadzana Nyasha ndedzako wakakomborerwa pakunamata
Vana vanetsa kumba iwe wonamata
Nyasha ndedzako wakakomborerwa pakunamata
Pazvinooma paya iwe wonamata
Nyasha Ndedzako wakakomborerwa pakunamata
Wakakomborerwa pakunamata
Wakakomborerwa pakunamata
Wakakomborerwa pakunamata
Доступные форматы для скачивания:
Скачать видео mp4
-
Информация по загрузке: