Postpartum Depression Is Real: Support New Moms with Love & Understanding 💛 (Video in Shona)
Автор: Inner Thoughts Therapy (ITT)
Загружено: 2025-12-08
Просмотров: 27
This video is in Shona and is made to help bring awareness to postpartum depression within our communities. Becoming a new mom is a huge life change, filled with joy, but also challenges that many people don’t talk about openly.
Postpartum depression is a clinical mental health condition that can affect a mother’s mood, sleep, appetite, and ability to bond with her baby. It’s not a sign of weakness, it’s a sign that support and care are needed.
Postpartum Depression, inonziwo kuora mwoyo mushure mekubereka, chirwere chemwoyo nepfungwa chinobata vamwe vanamai mushure mekubereka. Amai vanogona kunzwa kushungurudzika, kuda kuchema nguva zhinji, kusada kudya, kurasikirwa neshuwa, uye kutadza kusunga hukama nemwana. Izvi hazvirevi kushaikwa rudo kumwana, muviri nemafungiro zviri kutsvaga kupora.
Hakuna kunyara kutaura kana kutsvaga rubatsiro. Amai vanofanirwa kutsigirwa, kwete kutongwa. Rudo, kunzwisisa, uye rubatsiro rwechokwadi zvinobatsira pakupora.
Postpartum depression Shona
Kuora mwoyo mushure mekubereka
New mom mental health Zimbabwe
Postnatal depression awareness Shona
Support new moms Zimbabwe
Kuzvichengeta mushure mekubereka
Maternal mental health Africa
Postpartum anxiety Shona
Kubatsira amai vatsva
Zviratidzo zve postpartum depression
Доступные форматы для скачивания:
Скачать видео mp4
-
Информация по загрузке: