Tashman 2bg - Ndinogaya Horror
Автор: Tashman 2bg
Загружено: 8 апр. 2025 г.
Просмотров: 7 просмотров
Ndinogaya Horror is a song Written by Kudzanai Tashinga Mutanda.
#music
#zimbabwemusic
#tashman2bg
#winkyd
LYRICS
TASHMAN! (I am the winkytator)
Nguva yareba uchindiitisa
Wakandikwidza BP kakawandisa
Ndakazofonera Chairman
Vakanditi siya usati wanyura aahaaa
Pandinokuona ndinogaya mahoraaaa
Kunze pakunodoka ndinoona magoraa
Ndaitoti ndiwe yangu shamwari
Wangu wakunyanya kuda mariii
Wakambodanana naAllan
Wangu uri munhu Mwari
Ndaifunga une moyo wakachena but Ahhh
Ndazoona wakatindivara
Dambudziko ndini ndakanyanya kutruster
Munhu asina hana ane ukasha
Wakasiya moyo wangu waukwadza
Aaah ndaakuziva une hunhu hwakapata
Waimbova munhu anonzwisa
Handizive sei wandirasisaa
Pandinokuona ndinogaya mahoraaaa
Kunze pakunodoka ndinoona magoraa
Ndaitoti ndiwe yangu shamwari
Wangu wakunyanya kuda mariii
Wakambodanana naAllan
Wangu uri munhu Mwari
Ndinomboedza kunzwisisa
Asi ndinodzoka ndokundika
Mukadzi wangu wandakaroora
Shuwa kutora kumuita wako

Доступные форматы для скачивания:
Скачать видео mp4
-
Информация по загрузке: