Популярное

Музыка Кино и Анимация Автомобили Животные Спорт Путешествия Игры Юмор

Интересные видео

2025 Сериалы Трейлеры Новости Как сделать Видеоуроки Diy своими руками

Топ запросов

смотреть а4 schoolboy runaway турецкий сериал смотреть мультфильмы эдисон
dTub
Скачать

BONDE NEMUDZIMU

Автор: Tsika Dzevatema+

Загружено: 2022-08-11

Просмотров: 11634

Описание:

Kana uine mudzimu, wakaroorwa, uchiti handidi bonde nekuti ndiri mugarwi...uri kutinyepera.
Mudzimu wakasiyana nechikwambo kana ngozi. Chikwambo kana ngozi zvagadzwa pamunhu ndizvo zvinoti uyu mukadzi wangu kana kuti murume wangu, handidi kumuona achiita bonde nemumwe munhu kwete mudzimu. Mudzimu haukuiti mukadzi saka haunei nebonde rako remumba, unotofara kuona mhuri ichikura.
Chinovengwa nemudzimu chipfambi nekuti chinorerutsa matare. Saka bonde remumba harifi rakasvibisa matare.
Tinofanirwa kuve tiri vanhu vane chiremerera kuti mudzimu usununguke kubata nesu.

BONDE NEMUDZIMU

Поделиться в:

Доступные форматы для скачивания:

Скачать видео mp4

  • Информация по загрузке:

Скачать аудио mp3

Похожие видео

Mudzimu- Tingazive Sei Midzimu Yechokwadi

Mudzimu- Tingazive Sei Midzimu Yechokwadi

HOPE NEDUDZIRO

HOPE NEDUDZIRO

NDumiso naMbuya Chihoro vachikurukura mhando dzebute nezvarinoshanda

NDumiso naMbuya Chihoro vachikurukura mhando dzebute nezvarinoshanda

Pombi Yemukadzi Yochemachema Nekunyimwa Bonde NeMurume Hanzi,

Pombi Yemukadzi Yochemachema Nekunyimwa Bonde NeMurume Hanzi, "Haasi Kundipa Bonde Changamire. "

dzidziso dzematare echivanhu nambuya Zeja 0027731349849 (4)

dzidziso dzematare echivanhu nambuya Zeja 0027731349849 (4)

Kukumbirira pachivanhu chedu

Kukumbirira pachivanhu chedu

TINODYA NYAMA DZEVANHU NA BAMUKURU TICHIRARA TESE PAHUKAMA NDIRI MU SATANIST SEKURU KANENGO

TINODYA NYAMA DZEVANHU NA BAMUKURU TICHIRARA TESE PAHUKAMA NDIRI MU SATANIST SEKURU KANENGO

KUVE NEMUDZIMU

KUVE NEMUDZIMU

Kusuma mafuko

Kusuma mafuko

Mudzimu Dzoka, Chivanhu NaAmbuya Zaruramasango

Mudzimu Dzoka, Chivanhu NaAmbuya Zaruramasango

Pakaipa! Madzibaba Masango Unlocking Murume Anga AkaSungwa Isingamire Kwemakore 4 ! Vakadzi Musadaro

Pakaipa! Madzibaba Masango Unlocking Murume Anga AkaSungwa Isingamire Kwemakore 4 ! Vakadzi Musadaro

KUTURUKA KWEMUDZIMU

KUTURUKA KWEMUDZIMU

Tingapfuma Sei- Kushanda Nevadzimu Nevashavi

Tingapfuma Sei- Kushanda Nevadzimu Nevashavi

Musadzinge Mudzimu Muchiti MaDeamon

Musadzinge Mudzimu Muchiti MaDeamon

Mbuya Mavhu vanotsanangura nyaya dzeBute

Mbuya Mavhu vanotsanangura nyaya dzeBute

Ndakaurayiwa na Tete , Ropa rangu riri kuseri kwemba , Mutumbi wangu uri mugomo#karanganda

Ndakaurayiwa na Tete , Ropa rangu riri kuseri kwemba , Mutumbi wangu uri mugomo#karanganda

Kupira Vadzimu

Kupira Vadzimu

Makope - Kurota gudo, nekurota tsoko

Makope - Kurota gudo, nekurota tsoko

Matare Tave Kuitira pa383 Beeston Avenue, The Grange Harare

Matare Tave Kuitira pa383 Beeston Avenue, The Grange Harare

Mudzimu WeMumusha Haupotere PaMuroora Kana Mwana WeMukuwasha, Kuromba: Mbuya Zaruramasango

Mudzimu WeMumusha Haupotere PaMuroora Kana Mwana WeMukuwasha, Kuromba: Mbuya Zaruramasango

© 2025 dtub. Все права защищены.



  • Контакты
  • О нас
  • Политика конфиденциальности



Контакты для правообладателей: [email protected]