Carol Mujokoro - Kurevesa
Автор: Carol Mujokoro
Загружено: 2020-01-07
Просмотров: 5960
Ngaisava gundamusaira kuenda kuchurch.
Tsvaga Mwari uchirevesa, nemoyo wako wese.
Usatevera shamwari pakuenda kuchurch
Kufa ndekwako wega kwete shamwari yako
Usatevera vabereki pakuenda kuchurch,
Denga nderako wega kwete vabereki vako.
Vamwe vanotya vafundisi pamanamatiro avo,
Denga nderako wega kwete mufundisi wako.
Ngaisava gundamusaira kuenda kuchurch.
Tsvaga Mwari uchirevesa, nemoyo wako wese.
Vakuru nevadiki ngatinamateyi Mwari,
Tarirai nguva yasvika nazvino yatovapo,
Kuti vanomunamata vamunamate Mwari,
Vanamate mumweya nemuzvokwadi.
Ngaisava gundamusaira kuenda kuchurch.
Tsvaga Mwari uchirevesa, nemoyo wako wese.
Album: Ngatimunamate.
Recorded 2003.
Доступные форматы для скачивания:
Скачать видео mp4
-
Информация по загрузке: