Uchirai Mose Mambo Akwira Kudenga
Автор: ZB CATHOLICS
Загружено: 2024-05-08
Просмотров: 363
Uchirai Mose Mambo Akwira Kudenga – R. Tonganai
M: Uchirai mose-e Mambo akwira kudenga
V: S/A Akwira kudenga Mambo u-chirai Mambo akwira kudenga – akwira
kudenga Mambo Alleluya uchirai mose.
B Akwira kudenga Mambo uchirai akwira kudenga akwira kudenga Mambo
Alleluya uchirai mose.
Madetembo:
1. Pururudzirai Mwari imi nyika dzose murumbidze zita rake
2. Rumbidzai mbiri yake nokuti akatipa rupenyu.
3. Imbirai Mwari dzimbo dzokurumbidza nokuti Mwari ndiye Mambo wedu.
4. Iye akamuka muvafi ndiye akatifira pachipiyaniso.
Chorus:
S/A Uchirai Mambo akwira kudenga, akwira kudenga Mambo Alleluya
uchirai mose.
B Uchirai akwira kudenga akwira kudenga Mambo Alleluya uchirai mose.
Доступные форматы для скачивания:
Скачать видео mp4
-
Информация по загрузке: