"Endesai vana vakaremara kuchikoro" - Archbishop Dr Eunor Guti
Автор: Kwayedza Zimpapers
Загружено: 2025-09-20
Просмотров: 76
Archbishop Dr Eunor Guti veZAOGA Forward in Faith Ministries International vokurudzira vabereki vane vana vakaremara kuti vavaendese kuzvikoro uye vasavavanze mudzimba nekuti dzimwe dzenguva vanosara vachishungurudzwa nevashandi.
Vanoti vana vakaremara vakangofanana nevasina uye hapana chinovatadzisa kuita zvavanoda muhupenyu, hunge kana vakawana rutsigiro rwakakwana.
Vanzwei vachitaura . . .
Доступные форматы для скачивания:
Скачать видео mp4
-
Информация по загрузке: