Uri gamba. // Benoni City Tabernacle. South Africa 🇿🇦
Автор: Tafadzwa Prince Zhou
Загружено: 2025-10-21
Просмотров: 870
Zvinoda mhare mhare
Mhare pakutenda
Chorus
Iwe uri gamba
Ini ndiri gamba
Tose magamba emuchinjikwa
Idzo mhare mhare pakutenda *2
Ariko magamba ayo akaenda
Akatimirira kumusoro kudenga
Iwo akataura wani,Isu toenda
Sarai zvakanaka, nairori Shoko
Ndimi makazodza vafundisi
Vabate basa romweya mutsvene
Ngarivandudzwe irori Shoko
Ndiyo nhaka kumusoro kudenga
Zuva riya, Zuva riya
Makandinhonga ini
ndiri murima
Mwari makanaka, Mwari mune ngoni
Mwari makanaka
Mwari munerudo
Mwari munengoni
Mwari mune nyasha
Tinokutendai Baba
Tinokutendai Baba
Tinokutendai Baba
Tinokutendai Baba
@BenoniCityTabernacle
@EastleaTabernacleETM
Доступные форматы для скачивания:
Скачать видео mp4
-
Информация по загрузке: