Популярное

Музыка Кино и Анимация Автомобили Животные Спорт Путешествия Игры Юмор

Интересные видео

2025 Сериалы Трейлеры Новости Как сделать Видеоуроки Diy своими руками

Топ запросов

смотреть а4 schoolboy runaway турецкий сериал смотреть мультфильмы эдисон
dTub
Скачать

Mwari Akatipa Upenyu - Catholic Joyful Melodies

Автор: Catholic Joyful Melodies

Загружено: 2025-11-20

Просмотров: 6417

Описание:

Mwari Akatipa Upenyu is a catholic hymn composed by Dr Claybough T. Mapfumo, sang by Catholic Joyful Melodies.

Lyrics:
Refrain
S/A : Mwari akatipa upenyu nomuna Kristo...

S/A- Mwari azere netsitsi norudo.....akatimutsa kuti tive vapenyu.....patakanga tirivanhu vakafa....pamusana pezvitadzo..... Akatinzwira tsitsi....akatipa Kristo, chipo choruponeso, chisina muripo....

B: Mwari azere netsitsi norudo rukuru, akatimutsaaa kubva kurutadzo....patakanga tiri vanhu vakafa....pamusana pezvitadzo.... Mwari akatiitira nyasha...norudo rwake...akatipa Kristo.....chipo chisina muripo.....

Verses:
1. Mwari akatipa Kristo kuti atiratidze upfumi husingaperi hwenyasha dzake, norudo rwake kwatiri.
2. Akatimutsa akatiita vamwe naKristo, kuti tizogara naye kudenga misi isingaperi.
3. Tava vawadzani vana vemhuri yaMwari nokuda kwaKristo, Mwari tinomutenda.
4. Ngatichirarama muna Kristo narini wose, tichitevedza mabasa anodiwa naMwari, mabasa akanaka

Chorus:
S/A- Akatinzwira tsitsi....akatipa Kristo, chipo choruponeso, chisina muripo....
B- Mwari akatiitira nyasha...norudo rwake...akatipa Kristo.....chipo chisina muripo.....

Mwari Akatipa Upenyu - Catholic Joyful Melodies

Поделиться в:

Доступные форматы для скачивания:

Скачать видео mp4

  • Информация по загрузке:

Скачать аудио mp3

Похожие видео

Mwari Baba Ndigonesei kuzvidukupisa - Composed By Francis K Dzingai

Mwari Baba Ndigonesei kuzvidukupisa - Composed By Francis K Dzingai

Zimbabwe Catholic Shona Songs Mwari Rudo (Studio Version)

Zimbabwe Catholic Shona Songs Mwari Rudo (Studio Version)

USAKANDE DOMBO| CORNERSTONE CHORALE

USAKANDE DOMBO| CORNERSTONE CHORALE

Catholic Joyful Melodies- Uyai Mweya Musiki

Catholic Joyful Melodies- Uyai Mweya Musiki

Mbiri Norukudzo

Mbiri Norukudzo

Mwari Uri Zuva Redu (Hymn 4)

Mwari Uri Zuva Redu (Hymn 4)

Catholic Joyful Melodies- Vagoni Zvavo (Kana Ndisina Rudo)

Catholic Joyful Melodies- Vagoni Zvavo (Kana Ndisina Rudo)

Hake Uyo Akatsungarara

Hake Uyo Akatsungarara

Romac - Baba Vari Kudenga

Romac - Baba Vari Kudenga

Muchandipupurira

Muchandipupurira

Ndichateurira Mambo Mupiro- Catholic Joyful Melodies

Ndichateurira Mambo Mupiro- Catholic Joyful Melodies

Zimbabwe Roman Catholic Shona Song - Mwari Ndakakutadzirai

Zimbabwe Roman Catholic Shona Song - Mwari Ndakakutadzirai

BABA VARIKUDENGA (COVER)| GOKWE DIOCESE JUBILEE SONG2025  | CORNERSTONE CHORALE

BABA VARIKUDENGA (COVER)| GOKWE DIOCESE JUBILEE SONG2025 | CORNERSTONE CHORALE

16  Tenzi Gamuchirai Kutenda Kwangu

16 Tenzi Gamuchirai Kutenda Kwangu

Mambo Yesu pakukwira kwenyu kudenga - Catholic Joyful Melodies

Mambo Yesu pakukwira kwenyu kudenga - Catholic Joyful Melodies

Romac - Makateketerwa Kuna Mwari

Romac - Makateketerwa Kuna Mwari

Catholic Voices- Kukutendai neChipo Chavabereki

Catholic Voices- Kukutendai neChipo Chavabereki

Mwari Ndimi Muzere Netsitsi (H.A.C. Matias)- Humbled Voices Catholic Choir

Mwari Ndimi Muzere Netsitsi (H.A.C. Matias)- Humbled Voices Catholic Choir

Zimbabwe Catholic Shona Songs Mwari Chiedza

Zimbabwe Catholic Shona Songs Mwari Chiedza

Romac - Mwoyo Musande Kwazvo WaYesu

Romac - Mwoyo Musande Kwazvo WaYesu

© 2025 dtub. Все права защищены.



  • Контакты
  • О нас
  • Политика конфиденциальности



Контакты для правообладателей: infodtube@gmail.com