Популярное

Музыка Кино и Анимация Автомобили Животные Спорт Путешествия Игры Юмор

Интересные видео

2025 Сериалы Трейлеры Новости Как сделать Видеоуроки Diy своими руками

Топ запросов

смотреть а4 schoolboy runaway турецкий сериал смотреть мультфильмы эдисон
dTub
Скачать

KUTURUKA KWEMUDZIMU

Автор: Tsika Dzevatema+

Загружено: 2022-06-26

Просмотров: 9401

Описание:

Makereke asati avepo, munhu aiti akarwadziwa, vanhu vaifamba semhuri, voona charwadza mwana. Vakanobata kuti mudzimu, vaizoita nhanho dzekugadzira mudzimu uyu kusvika pakuti uturuke.
Kuti mudzimu uturuke paiitwa bira, poridzwa ngoma nembira. Kazhinjizhinji dzimu raituruka. Kana raramba kuturuka paitsvakiwa chikonzero. Kana pakabatwa kuti pane aakasunga mafuko, kusunga mudzimu, yaitove nyaya yaiendesana vanhu kwamambo, zvikabuda seizvozvo nyakushereketa aitoripa.
Dambudziko ratiinaro nhasi nderevanhu vanovanda nechechi, voti ini handiiti zven'anga ndinonamata asi ari iye munhu akaromba mumhuri, obva atsipika mudzimu kuti asafumurwa.
Munhu iyeye anenge achituka n'anga kuti dzakaipa, zvekuti nyaya yekuti ngatifambei semhuri haadi kuinzwa. Anoshandisa chechi kuviga mabasa ake akaipa. Nevana vacho pamwe vanenge vachitsigira mubereki wavo.
Ivo vanenge vakabudirira nehurombwa hwavo, unonzwa vachiti ndinokuroya unei, namatai zvinhu zvikufambirei.
Ndivo vaya vanoti mumusha muno hamuitwi zvemudzimu, kuziva kuti mudzimu ukavepo, unovafumura kuti vakaromba. Vanobva vanyepera kunamata zvekuti unoti haaaaaa, denga riripano.
Ava ndivo vanhu vanotinetsa muchivanhu...
Izvi ndizvo zvinozomanikidzira kushandiswa kwemakwenzi kuti dzimu rituruke nekuti rinenge rakasungwa.

KUTURUKA KWEMUDZIMU

Поделиться в:

Доступные форматы для скачивания:

Скачать видео mp4

  • Информация по загрузке:

Скачать аудио mp3

Похожие видео

KUGADZIRA MUDZIMU - CHENURA

KUGADZIRA MUDZIMU - CHENURA

MHANDO, NEKUNOBVA NJUZU

MHANDO, NEKUNOBVA NJUZU

Kutsvaka Mafuko eVadzimu

Kutsvaka Mafuko eVadzimu

Kutaura KweVadzimu

Kutaura KweVadzimu

dzidziso dzematare echivanhu nambuya Zeja 0027731349849 (4)

dzidziso dzematare echivanhu nambuya Zeja 0027731349849 (4)

Munaziri Eriya oramba Mhosva yari kupomerwa Kuti akati Ngozi ya Mandi iswe Pa Mbudzi Nyaya yakutyisa

Munaziri Eriya oramba Mhosva yari kupomerwa Kuti akati Ngozi ya Mandi iswe Pa Mbudzi Nyaya yakutyisa

Nyaya Dzemudzimu naMbuya Mavhu

Nyaya Dzemudzimu naMbuya Mavhu

Gogo Mutambiranwa - Sabhuku Vonzi Vakafa Vakaromba Zvonetsa Vasara, Dare raMambo Mutasa.

Gogo Mutambiranwa - Sabhuku Vonzi Vakafa Vakaromba Zvonetsa Vasara, Dare raMambo Mutasa.

Kusuma mafuko

Kusuma mafuko

February 20, 2021

February 20, 2021

Musapire Zvikwambo Muchiti Mudzimu

Musapire Zvikwambo Muchiti Mudzimu

Mudzimu- Tingazive Sei Midzimu Yechokwadi

Mudzimu- Tingazive Sei Midzimu Yechokwadi

KUGADZIRA MUDZIMU

KUGADZIRA MUDZIMU

NYOKA Panze NeMumba Ndiwo Hupenyu Hwangu Hwandiri Kurarama: Sekuru Kanengo Ndiyambutsei

NYOKA Panze NeMumba Ndiwo Hupenyu Hwangu Hwandiri Kurarama: Sekuru Kanengo Ndiyambutsei

ZVINOVHARA KUKUMBIRIRA KWEDU

ZVINOVHARA KUKUMBIRIRA KWEDU

MUNHAVA MUNEI NJUZU EP 2 NJUZU part 2

MUNHAVA MUNEI NJUZU EP 2 NJUZU part 2

Sekuru Maduranguwo - Mudzimu Woburitswa Kuti Utaure Zvauri Kuda paMwanasikana Nekupanda Matare.

Sekuru Maduranguwo - Mudzimu Woburitswa Kuti Utaure Zvauri Kuda paMwanasikana Nekupanda Matare.

KUKUMBIRIRA/KUKANDA FODYA PASI

KUKUMBIRIRA/KUKANDA FODYA PASI

'Mishonga yechivanhu yepabonde  inoita kuti mudzimai agutsikane kusvika pakubudirwa nemudzimu'

'Mishonga yechivanhu yepabonde inoita kuti mudzimai agutsikane kusvika pakubudirwa nemudzimu'

Mudzimu Dzoka, Chivanhu NaAmbuya Zaruramasango

Mudzimu Dzoka, Chivanhu NaAmbuya Zaruramasango

© 2025 dtub. Все права защищены.



  • Контакты
  • О нас
  • Политика конфиденциальности



Контакты для правообладателей: [email protected]