Mambo Akwira Kudenga
Автор: ZB CATHOLICS
Загружено: 2025-05-29
Просмотров: 81
Mambo Akwira Kudenga – Sr Martha Chrysostoma Muza (LCBL)
M:S Mambo akwira kudenga
V: S/AT Uchirai mosee Mambo akwira kudenga, uchirai mose Mambo akwira kudenga
B Mose uchirai Mambo Mambo akwira kudenga uchirai Mambo Mambo akwira kudenga
Madetembo:
1. Pururudzirai Mwari imi nyika dzose
2. Murumbidze zita rake
3. Rumbidzai mbiri yake
4. Nokuti akatipa rupenyu
5. Imbirai Mwari nziyo dzokurumbidza
6. Nokuti Mwari ndiye Mambo wedu
7. Iye akamuka muvafi
8. Ndiye akatifira pachipiyaniso
9. Vakudziwe Baba noMwanakomana naMweya Musande
10. Sezvakanga zviri pakutanga nazvino nakare kose, nemisi isingaperi Amen
Chorus:
S/A/T Uchirai mose Mambo akwira kudenga
B Uchirai Mambo Mambo akwira kudenga
Доступные форматы для скачивания:
Скачать видео mp4
-
Информация по загрузке: